KwaunobvaDuramazwiMmuzasi

Duramazwi · zita

muzasi

Zvinoreva

Panzvimbo iri mberi pashure pemumwe (below/downwards).

1

Panzvimbo iri mberi pashure pemumwe (below/downwards).

Bwamba inhengo yemuviri iri muzasi medumbu, nechepasi peguvhu uye neche-pamusoro pechiuno.

Aka kapundo kanomera muzasi mematombo kana paruware, kane tumashizha tudikidiki tunovaima.

Kana uchiombora unenge uchibvisa zviri pamusoro isingadziki muzasi.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

muzati

Muzati munhu anogara achingotaura, anoti chero ari paboka pane vamwe ndiye anenge achingotaura vamwe vakanyarara.

Verenga

Swipe for the next word