KwaunobvaDuramazwiKkusi

Duramazwi · zita

kusi

Zvinoreva

1 Kusi pasi pechimwe chinhu chinogona kunge chakakutsimbirira. Vekuchipatara vanoti ivo murwere wekutsikwa nemota uya akazofira kusi kwehope.

1

1 Kusi pasi pechimwe chinhu chinogona kunge chakakutsimbirira. Vekuchipatara vanoti ivo murwere wekutsikwa nemota uya akazofira kusi kwehope.

Kutsauka kusi-yana kunoita vanhu, mhuka kana miti, zvichienderana namarudzi azvo.

Ndikusi imhando yeshiri inodya nyuchi.

2

2 Kusi kusikarudzi kwemunhukadzi kana munhurume.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word