KwaunobvaDuramazwiPpazasi

Duramazwi · zita

pazasi

beneath · below

Zvinoreva

Pazasi inzvimbo inenge iri pedyo uye iri pakaderera kudarika panenge pana nyakutaura.

1

Pazasi inzvimbo inenge iri pedyo uye iri pakaderera kudarika panenge pana nyakutaura.

Zvino chidoma zvinhu zviri pedyo newe izvi uchizvinyora panzvimbo yakapiwa pazasi.

Zvokuita Zvino tinoda udome madzitsi ezvipauro mumapoka atakapa pazasi ayo.

2

Pazasi ndepanenge pakagara chimwe chinhu.

Isa mari yako pazasi pekadhibhokisi.

3

Pazvikundya, kana munhu ari pazasi pako ndiwe unenge uchimutungamirira.

Zvakasiyana

pamusoro

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pazau

Kuti pazau kutema uchibvisa bazi pamuti watotemwa kare, wakarara pasi.

Verenga

Swipe for the next word