KwaunobvaDuramazwiKkushu

Duramazwi

kushu

Zvinoreva

Kuti kushu kurara kwemunhu akaneta, anongoita zvekuzvikanda ozongokotsira akadaro.

1

Kuti kushu kurara kwemunhu akaneta, anongoita zvekuzvikanda ozongokotsira akadaro.

Kuti kushu kurara kwemunhu akaneta, anongoita zvekuzvikanda ozongokotsira akadaro.

Takunda akanzi chimhanya utorewo chikafu udye iye ndokubva angoramba akati tukushu.

Kana munhu akati tukushu anenge audzwa kuti aite chimwe chinhu asi iye ongoramba akamira nokuda kwekupusa.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word