KwaunobvaDuramazwiBburana

Duramazwi

burana

Zvinoreva

Kana vanhu vakaburana vanenge vataurirana kana kuitirana zvinhu zvinoshatirisa, zvinogona kukonzera kuti varwe.

1

Kana vanhu vakaburana vanenge vataurirana kana kuitirana zvinhu zvinoshatirisa, zvinogona kukonzera kuti varwe.

Wainyanya, waiburana naZizi waiva usingazivi kuti ane nyanga?

Nyaya yekuramba wakati nangananga nenyaya yemudzimai wangu iyoyo, tichaburana.

Kuvamba kuita kuti munhu akanyarara atsamwe, mozopedzisira magumburana kana kurwa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

buranga

Muchina werubatsiro.

Verenga

Swipe for the next word