Duramazwi
pakura
bura-pangurira
Duramazwi
Kana munhu achipakura anenge achitora zvinhu zvinenge zviri muhari kana mupoto, achizviisa mundiro kuti vanhu vadye.
Kana munhu achipakura anenge achitora zvinhu zvinenge zviri muhari kana mupoto, achizviisa mundiro kuti vanhu vadye.
Ndakabika ndikapedza ndokubva ndapakura hangu ndichibva ndabva ndakunovasheedza.
Pandakapinda mukitchen ndakawana mama vatopakura ndiro dzatoiswa pamusoro petable.
Tanaka akazopakura hake sadza kuti vadye.
bura · -pangurira
Duramazwi
01 / 03pakutanga
initially
VerengaSwipe for the next word