Duramazwi · zita
mondo
jelly · yolk
tsinda
Duramazwi · zita
jelly · yolk
Mondo pakati pezai pakaita yero.
Mondo pakati pezai pakaita yero.
Chapfudu ndecho- kudya chose chakanyorovera, kusanganisira mondo yezai.
Mondo uchi hwakamandana hunogadzirwa nemonga kana kuti dendende.
Mondo pakati pezai pakaita yero.
Mondo uchi hwakamandana hunogadzirwa nemonga kana kuti dendende.
tsinda
Duramazwi
01 / 03mondoka
Kumondoka kukwatuka kana kupfupfunyuka kunoita pendi.
VerengaSwipe for the next word