KwaunobvaDuramazwiNnamuka

Duramazwi

namuka

sticky

-namanuka

Zvinoreva

Kunamuka kubva kunoita chinhu chakaita senamo, chinenge chakabatanidza zvinhu.

1

Kunamuka kubva kunoita chinhu chakaita senamo, chinenge chakabatanidza zvinhu.

Dzihwa zvimvura zvinosiririka nokunamuka zvakaita zvichena, zvinobuda mumhino.

Kunamuka kubva kunoita chinhu chakaita senamo, chinenge chakabatanidza zvinhu.

Kuti rembu kunamira nekunamuka kunoita zvakaita sederere kana namo.

2

Chinhu chinonamuka ndechakaita sederere, chinoti kana ukachigunzva chinonamira chobva chotatamuka.

Zvakafanana

-namanuka

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

namura

Kana munhu akanamura chinhu panzvimbo anenge achitora chose pasina chero chidiki chaanosiya.

Verenga

Swipe for the next word