Duramazwi
namira
adhesive · affix
Duramazwi
adhesive · affix
Kana ukanamira bepa kana chimwe chinhu pamadziro unenge washandisa namo kuti chirambe chakabatira chiripo, chisingadonhi.
Kana ukanamira bepa kana chimwe chinhu pamadziro unenge washandisa namo kuti chirambe chakabatira chiripo, chisingadonhi.
Shurushuru mushonga unonanamira-namira, unoshandiswa kunama ponji.
Minwe yake yakaenda kumusana ndokunzwa kunamira kweropa rakanga ratogwamba zvaro.
Kunamura kutsika chinhu chinyoro chinonamira chozosara chakanamira pagumbo pako.
Duramazwi
01 / 03namo
channeled
VerengaSwipe for the next word