KwaunobvaDuramazwiNnamura

Duramazwi

namura

Zvinoreva

Kana munhu akanamura chinhu panzvimbo anenge achitora chose pasina chero chidiki chaanosiya.

1

Kunamura kutsika chinhu chinyoro chinonamira chozosara chakanamira pagumbo pako.

Kunamura kubika sadza shoma rinowanzodyiwa neari kuda kufamba rwendo.

2

3

Kana munhu achinzi anonamura anenge achizivikanwa nembiri yokuba.

4

Kunamura kutsika chinhu chinyoro chinonamira chozosara chakanamira pagumbo pako.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

namurira

Kana ukanamurira munhu sadza unenge wamubikira kuti adye.

Verenga

Swipe for the next word