KwaunobvaDuramazwiNnana

Duramazwi · zita

nana

Lar

Zvinoreva

Nana chishamiso kana chiito chinoshuridzira rufu, kana mamwe matambudziko.

Kana munhu akanana anenge akangoti rukutu, achiita zvinhu zvekungorembuka-rembuka, zvisina kuchangamuka.

Iri izwi rinoshandiswa kureva kuti dai pasina chakati, dzimwe nguva zvinhu zvaizomira neimwe nzira.

1

Kutotaura kwandaive ndazviita kunana Nobuhle ndaive ndakutonzwa kuzvipa mhosva.

Izvi zvakabva zvachitozondipa gwinya rekuda kuenda kunana Nobhule zvino.

2

3

Izvozvi vachibva pano vanombotanga vabvisa mauniforms vombosvika kunana Weverly uko kunofara vozodzokera kumba.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nanai nanai

Kuti nanai nanai kufamba kwemunhu akaneta kana anorwara.

Verenga

Swipe for the next word