Duramazwi
Zvinoreva
Kukukuzva kutora vanhu kana zvimwewo zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo, usingasarudzi.
1
Kukukuzva kutora vanhu kana zvimwewo zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo, usingasarudzi.
Kana vanhu vachikukuzva hove vanenge vachishandisa tata kana saga kudzibata.
2
Kana vanhu vachikukuzva hove vanenge vachishandisa tata kana saga kudzibata.
Vanhu havabvumirwi kukukuzva hove nokuti saga rinobata chero zvikove zvidiki, izvo zvinenge zvichifanira kusara mudziva.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kukwanisa
capacity
VerengaSwipe for the next word