Duramazwi · zita
kumba
home
Duramazwi · zita
home
Kukumba kutora zvinhu zvese pasina chaunosiya, kunyanya kana zviri zvekuba, kana kuti paine bopoto kana chikwereti.
Kumba inzvimbo ine musha wemunhu.
Kana n'ombe ichinzi yakakumba inenge iine zamu guru rinotarisirwa kubuda mukaka wakawanda.

BaTakue vaitove kumba kwavo padoor ndobva vatarisa paive nemakeys kwave kumawana.
Aifanira kudzokera kumba kwavo Lennon ndaive ndisisade zvehushamwari naye.
BaTakue vakatokasira vanzvenga Basa kuti vagonosiya mudiwa wavo kumba nguva dzichiripo.
Kumba inzvimbo ine musha wemunhu.
Kumba kwenyu kure here?
BaTakue vaitove kumba kwavo padoor ndobva vatarisa paive nemakeys kwave kumawana.
Aifanira kudzokera kumba kwavo Lennon ndaive ndisisade zvehushamwari naye.
Kana n'ombe ichinzi yakakumba inenge iine zamu guru rinotarisirwa kubuda mukaka wakawanda.
BaTakue vakatokasira vanzvenga Basa kuti vagonosiya mudiwa wavo kumba nguva dzichiripo.
Zvisinei Dee akadzokera hake kumba ivo kwave kuendawo kuharare nebhazi.
Patakapedza kutenga takabva hedu tadzokera kumba and I was too excited.
-kukuta · -kuva
Duramazwi
01 / 03kumbe
Inzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.
VerengaSwipe for the next word