KwaunobvaDuramazwiIimba

Duramazwi · zita

imba

house · sing

n'umbamhatso-shaura

Zvinoreva

Imba chivakwa, chikuru kana chidiki, chinomiswa nemapango, mabwe kana zvidhina kuti vanhu vagogara kana kushandira mukati. Dzimba zhinji dzomumaguta ndedzomuturikidzanwa, dzimwe dzichitova nhungamakore chaidzo.

Kuimba kubudisa mazwi erwiyo, kazhinji iwe wakatokwidzawo inzwi rako kuti zvinyatsonzikwa.

1

Vanhu vose vemuraini vakange vazara imba yose rangova ropa rega rega.

Kana dai vaida paint yeblack nered zvakanyanya sei vasina kungopenda imba yese kubva kukitchen?.

Ikozvino BaTakue vakange vochema vave kuona kuti imba yavo irikuparara semashanga atungidzwa moto.

2

Kuimba kubudisa mazwi erwiyo, kazhinji iwe wakatokwidzawo inzwi rako kuti zvinyatsonzikwa.

Akasanganidzana neparafin kwave kutanga kudira dira imba yose hake ndokubva atanga kutsvaga matchies.

MaiMhofu vakatanga kuridza zimhere rakavharira imba yose.

Akange otofunga kuvamba yake imba Ari mumba mavo imomo.

Zvakafanana

n'umba · mhatso · -shaura

Mamwe mazwi ane I

I

Duramazwi

01 / 03

imba huru

Iyi imba yakakura.

Verenga

Swipe for the next word