KwaunobvaDuramazwiMmumba

Zvinoreva

kanu. Kana munhu achiti mumba kumunhu anenge achigogodza, anenge achimuudza kuti apinde mukati.

1

kanu. Kana munhu achiti mumba kumunhu anenge achigogodza, anenge achimuudza kuti apinde mukati.

As soon as Batakue vachingobuda mumba, Maitakue vakabva vapa Tadiwa mutsvairo.

Ndichipinda mumba ndakabva ndapesana namama mai Sipho pamusiwo vachitobudawo.

Tadiwa akatanga kutemeseka musoro ndokubva atanga kunyandanura zvunhu mumba maDebra.

Zvakafanana

pindai

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mumbanziti

Mumbanziti muti usingadonhedzi mashizha awo muchando, unoita mashizha ane ruvara rupfumbu uye unobereka zvivana zvitsvuku.

Verenga

Swipe for the next word