Duramazwi · zita
mumbingwa
mudzambiringwa
Duramazwi · zita
Mumbingwa muti unoita muzvuru, unoita zviminzwa zvinenge nyanga dzemombe nezvana zvinobuda mukaka.

Duramazwi
01 / 03mumbiti
Mumbiti muti mupfupi wakati bvukubvuku.
VerengaSwipe for the next word