KwaunobvaDuramazwiPpindai

Duramazwi

pindai

komenimumba

Zvinoreva

Tinoshandisa pindai kubvumidza munhu kupinda mumba kana mumusha.

1

Tinoshandisa pindai kubvumidza munhu kupinda mumba kana mumusha.

Pavakanzwa pamba pachinzi kokoko, vakabva vachingura vaenzi vavo vachidaidzira kuti, *"Pindai!"*.

Tinoshandisa pindai kubvumidza munhu kupinda mumba kana mumusha.

Zvine chekuita

komeni · mumba

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pindi

Kuti pindi kungoerekana wava mumba. Akabva achitandani-

Verenga

Swipe for the next word