Duramazwi · chiito
pinza
recruit · insert
Duramazwi · chiito
recruit · insert
Kuisa mukati.
Kana simbi yakapinza inenge iine rimwe divi rakaurungana rakatesvera, rinogona kudyunga.
Kuisa mukati.
Vaive vachekwa nerakapinza pachironda naMaitakue naMamoyo pakuchengeta secret yakadaro.
Vaida maviri chaiwo akapinza rimwe Ratadiwa neremurume wavo.
Hana yaTadiwa yakamboti gaaaa rutatu kuvhunduka kuti saka vanhu vose vava kuzviziva here kuti anopinza murume mumba mavo manheru ega ega.
Kupinza kuisa chinhu mukati mechimwe.
Kupinza kupa munhu mvumo kana kumutungamirira kuti auye mukati memba kana muhofisi.
Kupinza munhu basa kumubatsira kuti azoshandawo paunenge uchishanda iwewe.
Kana simbi yakapinza inenge iine rimwe divi rakaurungana rakatesvera, rinogona kudyunga.
Vaive vachekwa nerakapinza pachironda naMaitakue naMamoyo pakuchengeta secret yakadaro.
Vaida maviri chaiwo akapinza rimwe Ratadiwa neremurume wavo.
Hana yaTadiwa yakamboti gaaaa rutatu kuvhunduka kuti saka vanhu vose vava kuzviziva here kuti anopinza murume mumba mavo manheru ega ega.
Kna demo kana banga rakapinza rinenge rakanyatsorodzwa, richigona kunyatsotema kana kucheka.
Duramazwi
01 / 03pinzanisa
Kana uchiruka kana kusona uchipinzanisa shinda unenge uchidzitungira dzichipinda nokubuda mukati uye uchidzipiyanisa.
VerengaSwipe for the next word