Duramazwi
Zvinoreva
Kupinyuka kurereka kungatoita kuti mudziyo uzobheuka.
1

Kana chinhu chichipinyuka chinenge chichizvongonyoka nokutenderera nokukasika.

2

Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pinyura
Kana uchipinyura unenge uchirereka nokuvhura chinhu.
VerengaSwipe for the next word