Duramazwi
Zvinoreva
Kana uchipinyura unenge uchirereka nokuvhura chinhu.
1
Kana uchipinyura unenge uchirereka nokuvhura chinhu.
Mai vakanhamhura mwana anga achitamba pasi, paanga apinyura hari yanga ichivira.
Kugwedya kupinyura chakatsigira mvura yemuchemba, kuti idenhuke ichiuya ichikukura tsvina muchemba.
Kana uchipinyura unenge uchirereka nokuvhura chinhu.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pinyutsa
Kana uchipinyutsa munhu unenge uchimutaurira nokumuitira zvinhu zvinogumbura, zvokuti dzimwe nguva munosvika раkuzotaudzana.
VerengaSwipe for the next word