KwaunobvaDuramazwiKkupinda

Duramazwi

kupinda

admittance · penetration · attend · attending · enter · entering · entrance · entry · into · invasion

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa kana kuchitaurwa pamusoro pezvinhu zviviri zvinenge zvichienzani-swa.

1

Iri izwi rinoshandiswa kana kuchitaurwa pamusoro pezvinhu zviviri zvinenge zvichienzani-swa.

Akanaka kupinda mukoma wake.

Tadiwa akatofamba hake kwave kupinda muchikoro Debra akangomira kunze.

Iye munhu aitosema kupinda mumba machona but ini ndini ndaifanira kuita zvese zvisina nebasa rese izvozvo.

Zvakafanana

pane · kupfuura

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word