Duramazwi
PANE
glazing · than
Duramazwi
glazing · than
Iri izwi rinoshandiswa kana kuchitaurwa pamusoro pezvinhu zviviri zvinenge zvichienzaniswa.
Iri izwi rinoshandiswa kana kuchitaurwa pamusoro pezvinhu zviviri zvinenge zvichienzaniswa.
Bhenzi iri nane pane Toyota nekuti yakasimba.
Hongu kuchema kunouya pane dzimwe nguva asi panhamo yakadai dzimwe nguva hauchemi.
Tanaka akangodzungudza musoro achinzwira Tadiwa tsitsi pane zvaainge atanga kuita izvi.
Duramazwi
01 / 03panga
Kuranga.
VerengaSwipe for the next word