KwaunobvaDuramazwiPpina

Duramazwi · chiito

pina

pin

Zvinoreva

Kana uchipina hembe unenge uchishandisa pini kubatanidza mativi ayo.

1

Kupina kunamira mucheka kana zvinhu zvakanyorwa pamadziro, uchishandisa pini yesimbi ine muromo wakapinza.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pinaira

Kupinaira kufamba kunoita munhu mupfupi mutete.

Verenga

Swipe for the next word