Duramazwi
chipeneti
pin
Duramazwi
pin
Chipeneti chisimbi chitete chine kokupedzisira kwakatesvera, uye rimwe divi rine chimusoro chinoshandiswa kubatisa minapukeni yevana kana dzimwewo nhumbi.
Chipeneti chisimbi chitete chine kokupedzisira kwakatesvera, uye rimwe divi rine chimusoro chinoshandiswa kubatisa minapukeni yevana kana dzimwewo nhumbi.
Kubata hembe kushandisa zvakaita sechipeneti kuvhara pakashama kana kuidzora.
Duramazwi
01 / 03chipenga
Chipenga chichira chidiki chinenge chabvarurwa kana kuchekwa kubva pajira guru.
VerengaSwipe for the next word