KwaunobvaDuramazwiMmuManyika

Duramazwi · zita

muManyika

Zvinoreva

MuManyika munhu anotaura rimwe bazi romutauro weChiShona rinotaurwa nechokumabvazuva kwenyika yeZimba-bwe.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mumara

Mumara muti unonhuwa chaizvo zvekuti unoshandiswa kudzinga nhata.

Verenga

Swipe for the next word