Duramazwi · zita
ikweta
equator
Duramazwi · zita
equator
(kwese) Ikweta mutsara wekufungidzira unonzi ndipo pakati nepakati penyika zvichitariswa kubva kuchamhembe kuenda kumaodzanyemba.

Duramazwi
01 / 03ikwezheni
Ikwezheni isvomhu ine mativi maviri akaenzana.
VerengaSwipe for the next word