KwaunobvaDuramazwiIimba huru

Duramazwi · zita

imba huru

imbahu ru

Zvinoreva

Iyi imba yakakura.

1

Iyi imba yakakura.

Dhometiri imba huru inorara vanhu vakawanda, inowanikwa pakaipa sepachikoro.

Horo imba huru inosanganirana vanhu vemisangano, vechechi kana makonzati.

2

Kana munhu achinzi ndeweimba huru anenge ari wekumhuri yedzinza roushe.

3

Chimbuzi.

Zvakafanana

imbahu ru

Mamwe mazwi ane I

I

Swipe for the next word