Duramazwi · zita
chimbuzi
toilet
chiravhachitorororavhatiri
Duramazwi · zita
toilet
Chimbuzi ikamuri mumba kana kuti imba diki yakagadzirirwa kuitirwa tsvina neweti navanhu.
Chimbuzi ikamuri mumba kana kuti imba diki yakagadzirirwa kuitirwa tsvina neweti navanhu.
Chimbuzi ikamuri mumba kana kuti imba diki yakagadzirirwa kuitirwa tsvina neweti navanhu.
Chemba ndepatinogara kana tichiita tsvina kana weti muchimbuzi.
Nhesvi zinhunzi ziguru, regirini, rinonyanyoonekwa muchimbuzi.
chiravha · chitororo · ravhatiri
Duramazwi
01 / 03chimbwa
Chimbwa chipukana-na chinenge inda, asi icho chakati kurei kudarika inda, chinogara mumakomba asina kudzika muvhu rakareruka.
VerengaSwipe for the next word