Duramazwi · zita
chimbwamupengo
rabies
Duramazwi · zita
rabies
Ichi chirwere chembwa chinoita kuti yabatwa nacho ipumhuke ichingoruma vanhu vainosangana navo.
Ichi chirwere chembwa chinoita kuti yabatwa nacho ipumhuke ichingoruma vanhu vainosangana navo.
Hwai dzaiita _chiviriviri_ kutiza chimbwamupengo.
Chigeven'a.
Duramazwi
01 / 03chimbwere
Chimbwere makuhwa anoitwa nevanhu vakawanda.
VerengaSwipe for the next word