Duramazwi02 / 03chikanukisoIchi chiitiko chinokarudza hana nemhosva yokunakidza kana kutyisa kwacho. Chakava chikanukiso chenyika baba nomwana kuroorana.Verenga→
Duramazwi03 / 03chikanyiwaChikanyiwa musanganiswa weupfu kana chimwewo chinhu nemvura. Amai vaita chingwa chechikanyiwa.Verenga→