KwaunobvaDuramazwiCchikanukiso

Duramazwi · zita

chikanukiso

chikanutsochikatyamadzo

Zvinoreva

Ichi chiitiko chinokarudza hana nemhosva yokunakidza kana kutyisa kwacho. Chakava chikanukiso chenyika baba nomwana kuroorana.

1

Zvakafanana

chikanutso · chikatyamadzo

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chikanyiwa

Chikanyiwa musanganiswa weupfu kana chimwewo chinhu nemvura. Amai vaita chingwa chechikanyiwa.

Verenga

Swipe for the next word