Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jichimira mamiriro evanhu vanenge vavhiringidzwa pfungwa nechimwe chiitiko.
1

Pakashavika sekuru, takasvika vanhu vose vakaita jichimira uye vasingataudzani.
Jichimira mamiriro evanhu vanenge vavhiringidzwa pfungwa nechimwe chiitiko.
Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03jigimu
Kuti jigimu kutsika pasi negumbo rimwe chete.
VerengaSwipe for the next word