KwaunobvaDuramazwiKkumbe

Duramazwi · zita

kumbe

Zvinoreva

Inzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.

1

Inzwi rinoshandisirwa pakutsaurira mufaro.

Kuti kumbe kumbe kutora zvinhu zvakaita sehembe uchiita zvekungozvimunyiridza.

Gumbekumbe munhu anongotora zvese zvese nezvimwe zvisina basa.

Chikukumbe chirwere chinoita panzungu, nyimo kana dzimwewo mbesa dzichibva dzaoma kana kuunyana mashizha.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kumbe kumbe

Kuti kumbe kumbe kutora zvinhu zvakaita sehembe uchiita zvekungozvimunyiridza.

Verenga

Swipe for the next word