KwaunobvaDuramazwiKkumbi

Duramazwi · zita

kumbi

Zvinoreva

Berevere.

1

Berevere.

Katso ibadza rinoshandiswa namakumbi pakuchera mishonga yen'anga.

Makumbi munhu, kazhinji wechikadzi, anobatsira n'anga nekuturikira zvainenge yataura kuvarapwi.

Gumbikumbi muzasi mehozi yakavakwa yakategerwa namatombo.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kumbidzana

Kukumbidzana kunge vanhu vachipanana zvinhu vachibatsirana muupenyu.

Verenga

Swipe for the next word