Duramazwi
Zvinoreva
Kukumbidzana kunge vanhu vachipanana zvinhu vachibatsirana muupenyu.
1
Kukumbidzana kunge vanhu vachipanana zvinhu vachibatsirana muupenyu.
Vanhu vanokumbidzana zvokushandisa kana rumwe rubatsiro rwakasiyana-siyana rungangodiwa mukurarama.
Uyu munhu waunogara pedyo naye munharaunda. Tinokumbidzana munyu nemuvakidzani wangu.
Kukumbidzana kunge vanhu vachipanana zvinhu vachibatsirana muupenyu.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kumbidzira
Kukumbidzira kutakura doro kubva paranga richinwira uchienda naro kumba.
VerengaSwipe for the next word