Duramazwi · chiito
ba
embezzle · Rob · steal
Duramazwi · chiito
embezzle · Rob · steal
Ichi chivakamberi chokutsinhira kuramba kana kuti kupikisa.
Kuba kutora zvinhu zvavamwe muchivande, usina kupiwa mvumo uye usina chinangwa cho-kuzozvidzosa.
Kuti ba kukaruka waona zvawanga usingafungiri.

Pavakanoti ba kuona mwana wavo wanei aparadzwa musoro wose.Kuzonoti batebate wanei changova chando.
Urwu rudzi rwebhanana risina kunyanyoreba-re-ba kana kukombama, rakafutunuka.

-dhobha · -bhagura
Duramazwi
01 / 03baba
dad
VerengaSwipe for the next word