Duramazwi · zita
baba
dad · daddy · father
bambo la
Duramazwi · zita
dad · daddy · father
Baba vako mubereki wako wechirume.
Baba vako mubereki wako wechirume.
Baba vamaitakue vakangoka bhabhaisirawo kukanyara plus mwana haana chaanoziva.
Ivo baba vaTakunda vai nyayawo kuda vakadzi havanzwe apa manext door avo.
Baba VaTakue vainge vatopinda havo kwave kuzvitsvagira pokugara, pasofa.
Baba mubereki womudzimai kana murume wako.
Baba izwi rinoshandiswa kupa ruremekedzo kumhunhurume wechikuru.
bambo la
Duramazwi
01 / 03baba wenhaka
Baba wenhaka munhu anogara nhaka achisara achichengeta vana vomufi.
VerengaSwipe for the next word