KwaunobvaDuramazwiVvatezvara

Duramazwi · zita

vatezvara

Zvinoreva

Tezvara.

1

Tezvara.

Pasina mari yezaruramuromo, vatezvara havagashiri roora.

Vatezvara vangu vakazodzora mwoyo vakati ndivape mombe shanu, asi vainge vamboti ndivaripe nemombe gumi dzeroora.

Uchiro mubhadharo unoita kuti mukuwasha achikwanisa kubvunza vatezvara upenyu.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vatiya

Vatiya munhu ane pfungwa dzisingatani kukanganwa.

Verenga

Swipe for the next word