KwaunobvaDuramazwiTtezvara

Zvinoreva

Kumunhukadzi tezvara ndibaba vemurume wako.

1

Kumunhukadzi tezvara ndibaba vemurume wako.

Rakanga rava zarakuzaza chairo, tezvara nemukuwasha zvatosvorana.

Aka kamari kanopiwa tezvara nomunyai, kuti vavhure muromo wavo vataure roora ravanoda.

Iyi imbudzi honho inourayiwa panopiwa tezvara n'ombe dzavo dzedanga.

2

Kumunhurume tezvara ndibaba vemudzimai wako.

3

Kumunhurume tezvara ihazvanzi yemudzimai wako.

Zvakafanana

vatezvara · muzvere · sazawani la

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word