KwaunobvaDuramazwiTteza

Duramazwi

teza

-oza-bunga

Zvinoreva

Kuteza kudya kunoita mhuka, ichisiya pasisina chinhu zvachose.

1

Kuteza kudya kunoita mhuka, ichisiya pasisina chinhu zvachose.

Kuteza kuunganidza huni dzakaita tsotso, dzichibviswa pamapazi makuru.

Kuteza kudya kunoita mhuka, ichisiya pasisina chinhu zvachose.

2

Kuteza kuunganidza huni dzakaita tsotso, dzichibviswa pamapazi makuru.

3

Kana uchiteza huni, unenge uchidziunganidza kuti ugoenda nadzo kumba wonodzivesa.

Zvakafanana

-oza · -bunga

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tezuka

Kutezuka kuita tsvina kazhinji kwemwana mudiki.

Verenga

Swipe for the next word