KwaunobvaDuramazwiBbunga

Duramazwi

bunga

-oza-teza

Zvinoreva

Kuti bunga kupeta maoko kunoita munhu.

Kubunga kutsvaga huni.

1

Kuti bunga kupeta maoko kunoita munhu.

Kuti bunga kupeta maoko kunoita munhu.

Mbunga kambuyu kadiki, kanoboora dzinde rechibage chinenge chichikura.

Kuti mbunga kumbundira munhu. Akamumhanyira ndokusvikomuti mbunga.

2

Kubunga kutsvaga huni.

Kuti bunga kupeta maoko kunoita munhu.

Mbunga kambuyu kadiki, kanoboora dzinde rechibage chinenge chichikura.

Zvakafanana

-oza · -teza

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bungadza

Kana munhu akabungadza anenge akagukuchira zvaakatakura paditi rake.

Verenga

Swipe for the next word