Duramazwi · zita
Zvinoreva
Thiyeta imba inovhiyirwa vanhu iri muzvipatara.
1

Thiyeta imba inotaridzirwa mabhaisikopo kana mimwewo mitambo.

2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03thiyori
Thiyori ipfungwa yakadzama inoedza kutsanangura mamiriro kana maitikiro ezvinhu.
VerengaSwipe for the next word