Duramazwi · chiito
ti-
say
Duramazwi · chiito
say
Ichi chivakiso chinopfekerwa muchirevo kuratidza kuti vananyakuitirwa ndivozve vana nyakutaura.
Kuti ti kurovera pasi kwechinhu zvine mtsindo.
Ichi chiratidzamuiti chinomira vananyakutaura. Tinokwira bhazi kana tichienda kuchikoro.

Vakatirova asi tanga tisina kumbovadenha.
Kuti rururu ti kudonha kwechinhu kubva kumusoro chichinowira pasi zvine mutsindo.
Kana mhuka ichinzi ine ruvara rwenhuru inenge iine upfu-mbu hwakasangana neushava muka-ti.
Kuti ti kurovera pasi kwechinhu zvine mtsindo.
Kana mhuka ichinzi ine ruvara rwenhuru inenge iine upfu-mbu hwakasangana neushava muka-ti.
Kuti ti ti ti kuisa zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe chete.
Kuti tsinin'ini kuramba wakatarisa pasi nekuda kweku-ti une zvauri kufunga, warwadziwa moyo kana kunyara.
Ichi chiratidzamuiti chinomira vananyakutaura. Tinokwira bhazi kana tichienda kuchikoro.
Kuti ti ti ti kuisa zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe chete.
Kuti ti kurovera pasi kwechinhu zvine mtsindo.
Chitambi kapepa kanotengeswa kuposvo, kozonami-rwa patsamba somubhadharo woku-ti veposvo vagofambisa tsamba iyo-yo kuti izosvitswa kwaunoda.
ndi-
Duramazwi
01 / 03ti ti ti
Kuti ti ti ti kuisa zvinhu zvakawanda panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word