Duramazwi
tiba
timha
Duramazwi
Kuti tiba kuwa nemberi kana nekumeso.
Kuti tiba kuwa nemberi kana nekumeso.
Paakanga ava kungonzi nehope tiba, akabva anzwa izwi raimudaidza zvishoma nezvishoma, riri kurekure.
Vhaireti haana kutenda zvaainzwa nekuona, panguva iyi ndipo pakangoti rima tiba kumeso kwake, ndiye dhi negotsi paainge agere ipapo.
Kuti tiba kuvhara munhu kana chinhu nejira nekukasira.
Kuti tiba poto kuivhara nekukurumidza.
Kuti tiba kuvhara munhu kana chinhu nejira nekukasira.
timha
Duramazwi
01 / 03tibidu
Kuti tibidu kusimuka kunoita ivhu kana zviya uchirima negeja.
VerengaSwipe for the next word