Duramazwi
Zvinoreva
Kutibikira kuvharwa muviri wese nejira.
1
Kutibikira kuvharwa muviri wese nejira.
Ibasa redu vanakomana kukutsvagirai muriwo wesadza ramunotibikira.
Tendai: Ko zvoworara usina kutibikira unoti chikafu chandadya kuseni chichimo here?
Mai vakatibikira keke rainaka _samare_.
2
Kana kunze kwakatibikira kunenge kune makore akawanda.
3
Kana mwe akakutibikira nembama, anenge akurova zvakasimba.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tibikirwa
Kana munhu akatibikirwa anenge avharirwa pamwe panhu asina mweya wokufema wakakwana.
VerengaSwipe for the next word