Duramazwi
kwidibira
turnover · overcast
Duramazwi
turnover · overcast
Kuvhara mudziyo kana chiedza.
Kuvhara mudziyo kana chiedza.
Ukange wanzwisisa ndima yako unokwanisa kunyora pfupiso wakakwidibira ndima yako pasi.
Zuro kwakafuma kwakakwidibira kuchitonhorera asi masikati kwakazenge kwava kupisa.
Kana kunze kwakafindimwara kunenge kwakakwidibira, kune makore.
Duramazwi
01 / 03kwidza
hike
VerengaSwipe for the next word