Duramazwi
tsindikira
-changamisa
Duramazwi
Kana munhu akatsindikira ndiro kana chimwe chinhu anenge achitsveta kumusoro kwacho kuri pasi.

Kuti tinya kutsindikira dengu kana hari ine zvinhu.
-changamisa
Duramazwi
01 / 03tsindima
Kana munhu akati tsindima anenge akafutisa kumeso nekuda kwekutsamwa, asingadi zvekutaura nevanhu.
VerengaSwipe for the next word