Duramazwi · zita
Zvinoreva
Simba rinoshandiswa pakusunga.
1
Simba rinoshandiswa pakusunga.
Kuchengetedza tsindikidzo kutora mazwi aunenge waudzwa woagarisa muhana mako usingaaburitse.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsindikira
Kana munhu akatsindikira ndiro kana chimwe chinhu anenge achitsveta kumusoro kwacho kuri pasi.
VerengaSwipe for the next word