KwaunobvaDuramazwiTtsindidzo

Duramazwi · zita

tsindidzo

chitsindidzo-tsindidza

Zvinoreva

Tsindidzo mashoko ehomekedzo, ekuti munhu asaburitse nyaya yaanenge ataurirwa kune mumwe munhu.

1

Tsindidzo mashoko ehomekedzo, ekuti munhu asaburitse nyaya yaanenge ataurirwa kune mumwe munhu.

Tsindidzo mashoko ehomekedzo, ekuti munhu asaburitse nyaya yaanenge ataurirwa kune mumwe munhu.

Zvinhu zvemumba ndezviya zvinenge zvichinzi hazviitaurwi kune veruzhinji asi kuti zvinofanira kungogara zviri tsindidzo mumhuri.

Chisungo zvinhu zvose zvamunenge makatenderana kuti zvinofanirwa kuitwa kana kutevedzwa. Chisungo itsindidzo pakati pavanodanana.

Zvakafanana

chitsindidzo

Zvine chekuita

-tsindidza

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsindika

Kutsindika munhu kumuitira zvinomurwadza mushure mukunge iye akuitira zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word