KwaunobvaDuramazwiTtsinatira

Duramazwi

tsinatira

-natira

Zvinoreva

Kutsinatira kumwa mvura nomuromo, munhu akakotamira murwizi kana mutsime.

1

Kutsinatira kumwa mvura nomuromo, munhu akakotamira murwizi kana mutsime.

Kutsinatira kumwa mvura nomuromo, munhu akakotamira murwizi kana mutsime.

Zvakafanana

-natira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsinde

Tsinde uswa hwakasimba, hunomera mubani, hunogadziriswa shambo nezvimwewo zvakaita sezvitseme zvekushandisa mumba.

Verenga

Swipe for the next word